RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • sjj rwiyo 33
  • Kanda Mutoro Wako Pana Jehovha

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Kanda Mutoro Wako Pana Jehovha
  • ‘Imbira Jehovha Uchifara’
  • Mashoko Akafanana
  • Kandira Mutoro Wako Pana Jehovha
    Imbirai Jehovha
  • Kandira Mutoro Wako Pana Jehovha
    Imbirai Jehovah Rumbidzo
  • Rudo rwaMwari Rwokuvimbika
    Imbirai Jehovah Rumbidzo
  • Vafudzi—Zvipo Zviri Varume
    ‘Imbira Jehovha Uchifara’
Ona Zvimwe
‘Imbira Jehovha Uchifara’
sjj rwiyo 33

RWIYO 33

Kanda Mutoro Wako Pana Jehovha

Rakaprindwa

(Pisarema 55)

  1. 1. She Jehovha ndinzweiwo.

    Ndiri kukutsvagai.

    Mweya wangu warwadziwa;

    Ndisimbisei Mwari.

    (KORASI)

    Kanda mutoro pana Jah;

    Vimba naye akuponese.

    Ha’mboregi kukurwira;

    Iye akatendeka.

  2. 2. Dai ndine mapapiro,

    Ndaitizira kure,

    Kwandisingakuvadzwi

    Nevaya vanondivenga.

    (KORASI)

    Kanda mutoro pana Jah;

    Vimba naye akuponese.

    Ha’mboregi kukurwira;

    Iye akatendeka.

  3. 3. Kunyaradza kwaJehovha,

    Kunotipa rugare.

    Totakura zvinorema

    Tichibatsirwa naye.

    (KORASI)

    Kanda mutoro pana Jah;

    Vimba naye akuponese.

    Ha’mboregi kukurwira;

    Iye akatendeka.

(Onawo Pis. 22:5; 31:1-24.)

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe