RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • yp-CA p. 304
  • Nguva Yako Yemberi

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Nguva Yako Yemberi
  • Mibvunzo Inobvunza Vechiduku—Mhinduro Dzinoshanda
  • Mashoko Akafanana
  • Bhaibheri Rinoti Kudii Nezvehondo Yenyukireya?
    Dzimwe Nyaya
  • Hondo Yenyukireya—Ndivanaani Vangangoimutsa?
    Mukai!—2004
  • Kutyisidzira Kwenyukireya Kwava Kupera Here?
    Mukai!—1999
  • Tyisidziro Yenyukireya—Yabviswa Nokusingaperi!
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovah—1994
Ona Zvimwe
Mibvunzo Inobvunza Vechiduku—Mhinduro Dzinoshanda
yp-CA p. 304

Chikamu 10

Nguva Yako Yemberi

Pwere dzanhasi dzakurira mutyisidziro yokusatongova nenguva yemberi. Hondo yenyukireya, ngwavaira yetsamirano yezvisikwa, uye mugariro wakashata wezvemari zvose zvinobuda zviri zvikuru pajengachenga. Zvisinei, mugumo wavanhu ungava muduku wokuzvidya mwoyo kwako. Ungave uchiitira hanya zvikuru kwauchave uri makore 10, 20, kana 30 kubvira zvino.

Sezvineiwo, pane chikonzero chaichoicho chokuti iwe uve netariro pamusoro penguva yako yemberi. Ikoku kunotsamira pakuti unoshandisa sei nguva ino.

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe