RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Ssb rwiyo 136
  • Vanamati Vakavimbika Vanorumbidza Jehovha

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Vanamati Vakavimbika Vanorumbidza Jehovha
  • Imbirai Jehovah Rumbidzo
  • Mashoko Akafanana
  • Vakavimbika Venyu Vachakurumbidzai
    Imbirai Jehovah Rumbidzo
  • Imbai Rwiyo Rwomufaro woUmambo
    Imbirai Jehovah Rumbidzo
  • Ngatirambei Takavimbika
    ‘Imbira Jehovha Uchifara’
  • Ngatirambei Takavimbika
    Imbirai Jehovha
Ona Zvimwe
Imbirai Jehovah Rumbidzo
Ssb rwiyo 136

Rwiyo 136

Vanamati Vakavimbika Vanorumbidza Jehovha

(Pisarema 18:25)

1. Vakatendeseka, Vanom’rumbidzai;

Ndizvo vapeiwo Budiriro.

Ngatim’rumbidzei; Zvamakarurama.

Toshandisa nguva, M’ruvimbiko.

2. Tinokukudzai—Tinoonga kwazvo—

Tichingwaririra Ruchenowo.

Tiyam’rwe kuziva Kukura m’kutenda.

She, ngatiratidze Kuperera.

3. Tiziviseiwo Donzo roUmambo

Ratogoverana Mumbiriwo.

Ti’te zvakanaka, Pasave vanowa.

Inzwai kudana, Kwopfu’rira.

4. M’tiyamure Baba, Kukundawo rutyo,

M’kuparidza Ushe Nokum’kudza.

Rugare rwuwande, Zvatom’rumbidzai

Mupasi roseri, Murumbidzwe.

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe