RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Ssb rwiyo 135
  • Jehovha, Hugaro Hwedu

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Jehovha, Hugaro Hwedu
  • Imbirai Jehovah Rumbidzo
  • Mashoko Akafanana
  • Jehovha Anotiratidza Maverengero Atingaita Mazuva edu
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2001
  • Paradhiso Yedu: Yazvino Neyemunguva Yemberi
    Imbirai Jehovah Rumbidzo
  • Jehovha—Nzvimbo Yedu Yokugara
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2013
  • “Ndiani Akafanana naJehovha Mwari Wedu?”
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—1992
Ona Zvimwe
Imbirai Jehovah Rumbidzo
Ssb rwiyo 135

Rwiyo 135

Jehovha, Hugaro Hwedu

(Pisarema 90:1)

1. Ja muri nzvimbo yokugara

Mumazera akapfu’ra.

Musati maita makomo,

Hukuru hwenyu huripo.

Muri Mwari usingagumi;

Hamusati muchichinja.

Nyange takaitwa guruva,

Norudo makatidazve.

2. Churu chamakore chapfu’ra,

Chinenge zuro kwamuri.

Vanhu vakaita sehuswa

Mudova, ibvei hwofa.

Tosvitsa makore makumi

Manomwe kana masere;

Makore acho ndeenhamo,

Azere nezvinorwadza.

3. Tidzidzisei kurarama,

Tizorambe tichifara.

Zvatoshandisa uchenjeri,

Tokurumbidzai imi.

Haiwa kunaka kwenyu Ja,

Ngakuve pavanhu venyu.

M’tsigise basa ratoita;

M’tsigise mubato wedu.

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe