Zviri Mukati
May-June 2014
© 2014 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
NYAYA IRI PAKAVHA
Chandinoraramira Chii?
MAPEJI 5-8
11 Misodzi Yako Ine Zvakawanda Zvainoreva
ONA ZVIMWE PAINDANETI
VARI KUYARUKA
Ona zvinotaurwa neBhaibheri nezvemibvunzo yakawanda yakadai seiyi:
• “Zvii Zvandinofanira Kuziva Nezvekutumira Mameseji Anonyadzisira?”
• “Ndoita Sei Kana Ndichisurukirwa?”
• “Ndingaitei Kana Ndichishungurudzwa?”
Onawo vhidhiyo yemakatuni inonzi Shamwari Yechokwadi Yakaita Sei?
(Tarisa pakanzi ZVINODZIDZISWA NEBHAIBHERI > VARI KUYARUKA)
VANA
Verengai nyaya dzomuBhaibheri dzine mifananidzo. Shandisai nyaya dziri papeji iroro kuti mubatsire vana venyu kuwedzera ruzivo rwavo nezvevanhu vari muBhaibheri uye kuti vave netsika dzakanaka.
(Tarisai pakanzi ZVINODZIDZISWA NEBHAIBHERI > VANA)