Zviri Mukati
January-March 2005
Basa Ravanaamai Sevadzidzisi
Vanaamai vanowanzozivikanwa sevadzidzisi vanokosha vevana vaduku. Zvinetso zvipi zvavari kusangana nazvo munzvimbo dzakasiyana-siyana dzenyika? Vari kukukunda sei matambudziko aya?
3 Matambudziko Anosangana Navanaamai
5 Vanaamai Vari Kukunda Matambudziko Acho
18 ‘Magazini Inotsigirwa naMwari’
19 Kuoneswa Ndondo Nokushushikana Mupfungwa!
20 Zvinokonzera Kushushikana Mupfungwa uye Zvinozovapo
23 Unogona Kuita Kuti Pfungwa Dzako Dzisanyanye Kushushikana!
Nei Ndichifanira Kuita Basa Remaoko? 15
Vakawanda vanoona basa remaoko serisingafadzi. Asi pasinei nokuti unozviziva here kana kuti kwete, kudzidza kuita basa remaoko kunogona kukubatsira munzira dzakawanda.
Vabereki vanofanira kuitei kuti vatarisire vana vavo sezvinodiwa?