Zviri Mukati
June 8, 2001
Utano Hwakanaka Kuvanhu Vose—Zvinobvira Here? 3-10
World Health Organization [Sangano Routano Repasi Pose] yakagadza vavariro yakakwirira yokuva “nemwero woutano unogamuchirika kuvanhu vose vepasi.” Sayenzi yezvokurapa ingafa yakwanisa vavariro yakadaro here?
3 Utano Hwakanaka Kuvanhu Vose—Ivavariro Ingakwanisika Here?
4 Kurapa Kwemazuva Ano—Kungabatsira Kusvika Papi?
9 Utano Hwakanaka Kuvanhu Vose—Munguva Pfupi iri Kutevera!
15 Kutarisana Nokutyisa Kwougandanga
Ugandanga—Huchapera Munguva Pfupi iri Kutevera!
28 Kuparadza Kukuru Kungaitikazve Here?
32 Unogamuchirwa Kukokorodzano Yoruwa ye“Vadzidzisi veShoko raMwari”!
Ndingava Sei Noukama Hwepedyo Navanasekuru Vangu? 21
Dzidza matanho anoshanda aunogona kutora kuvaka uye kuchengeta ukama hwepedyo navanasekuru vako.
Zvitendero Zvose Migwagwa Yakasiyana-siyana Inoenda Kuna Mwari Here? 30
Mamiriyoni aizopindura kuti hungu. Bhaibheri rinotii?