1
Mashoko kuna Tiyofiro (1-4)
Gabrieri anotaura nezvekuberekwa kwaJohani Mubhabhatidzi (5-25)
Gabrieri anotaura nezvekuberekwa kwaJesu (26-38)
Mariya anoshanyira Erizabheti (39-45)
Mariya anorumbidza Jehovha (46-56)
Johani anoberekwa uye anotumidzwa zita (57-66)
Uprofita hwaZekariya (67-80)
2
Kuberekwa kwaJesu (1-7)
Ngirozi dzinozviratidza kuvafudzi (8-20)
Kuchecheudzwa uye kunatswa (21-24)
Simiyoni anoona Kristu (25-35)
Ana anotaura nezvemwana wacho (36-38)
Vanodzokera kuNazareta (39, 40)
Jesu ari patemberi aine makore 12 (41-52)
3
Panotangira basa raJohani (1, 2)
Johani anoparidza nezverubhabhatidzo (3-20)
Kubhabhatidzwa kwaJesu (21, 22)
Dzinza raJesu Kristu (23-38)
4
Dhiyabhorosi anoedza Jesu (1-13)
Jesu anotanga kuparidza muGarireya (14, 15)
Jesu anorambwa muNazareta (16-30)
Musinagogi kuKapenaume (31-37)
Amai vemudzimai waSimoni nevamwe vanhu vanoporeswa (38-41)
Vanhu vakawanda vanowana Jesu ari kwake ega (42-44)
5
Chishamiso chekubata hove; vadzidzi vekutanga (1-11)
Munhu ane maperembudzi anoporeswa (12-16)
Jesu anoporesa munhu akaoma mutezo (17-26)
Jesu anoshevedza Revhi (27-32)
Mubvunzo pamusoro pekutsanya (33-39)
6
Jesu, “Ishe weSabata” (1-5)
Murume ane ruoko rwakakokonyara anoporeswa (6-11)
Vaapostora 12 (12-16)
Jesu anodzidzisa uye anoporesa (17-19)
Mufaro uye nhamo (20-26)
Kuda vavengi (27-36)
Regai kutonga (37-42)
Muti unozivikanwa nemichero yawo (43-45)
Imba yakavakwa zvakanaka; imba isina faundesheni yakasimba (46-49)
7
Kutenda kwemukuru weuto (1-10)
Jesu anomutsa mwanakomana wechirikadzi kuNaini (11-17)
Johani Mubhabhatidzi anorumbidzwa (18-30)
Chizvarwa chisingateereri chinotsiurwa (31-35)
Mukadzi ane zvivi anoregererwa (36-50)
8
Vakadzi vaifamba naJesu (1-3)
Mufananidzo wemudyari (4-8)
Chaiita kuti Jesu ashandise mifananidzo (9, 10)
Mufananidzo wemudyari unotsanangurwa (11-15)
Rambi harifaniri kufukidzwa (16-18)
Amai vaJesu nevanin’ina vake (19-21)
Jesu anodzikamisa dutu (22-25)
Jesu anodzingira madhimoni munguruve (26-39)
Mwanasikana waJairosi; mukadzi anobata nguo yaJesu yekunze (40-56)
9
Vane Gumi Nevaviri vanorayiridzwa nezveushumiri (1-6)
Herodhi anonetseka nezvaJesu (7-9)
Jesu anopa vanhu 5 000 zvekudya (10-17)
Petro anotaura kuti Jesu ndiye Kristu (18-20)
Jesu anotaura nezverufu rwake (21, 22)
Kuva mudzidzi wechokwadi (23-27)
Kushanduka kwaJesu (28-36)
Mukomana akagarwa nedhimoni anoporeswa (37-43a)
Jesu anotaura zvakare nezverufu rwake (43b-45)
Vadzidzi vanoitisana nharo dzekuti ndiani mukuru (46-48)
Wese asingapesani nesu ari kurutivi rwedu (49, 50)
Vanhu vemuSamariya vanoramba Jesu (51-56)
Nzira yekutevera nayo Jesu (57-62)
10
Jesu anotuma vanhu 70 (1-12)
Ane nhamo maguta asingapfidzi zvivi zvawo (13-16)
Vanhu 70 vanodzoka (17-20)
Jesu anorumbidza Baba vake nekuti vanoda vanozvininipisa (21-24)
Mufananidzo wemuSamariya akanaka (25-37)
Jesu anoshanyira Marita naMariya (38-42)
11
Manyengeterero (1-13)
Madhimoni anodzingwa nemunwe waMwari (14-23)
Mweya usina kuchena unodzoka (24-26)
Mufaro wechokwadi (27, 28)
Chiratidzo chaJona (29-32)
Rambi remuviri (33-36)
Vane nhamo vanyengeri vezvitendero (37-54)
12
Mbiriso yevaFarisi (1-3)
Ityai Mwari, kwete vanhu (4-7)
Anobvuma kuti anoziva Kristu (8-12)
Mufananidzo wemupfumi akapusa (13-21)
Regai kuzvidya mwoyo (22-34)
Kurinda (35-40)
Mutariri akatendeka uye mutariri asina kutendeka (41-48)
Kwete rugare, asi kupesana (49-53)
Munofanira kuongorora zviri kuitika (54-56)
Kutaurirana kana matadzirana (57-59)
13
Mukasapfidza zvivi zvenyu muchaparadzwa (1-5)
Mufananidzo wemuonde usingabereki (6-9)
Mukadzi akaremara anoporeswa paSabata (10-17)
Mufananidzo wetsanga yemasitadhi uye wembiriso (18-21)
Zvinoda kushanda nesimba kuti upinde nepasuo rakamanikana (22-30)
Herodhi, “gava iroro” (31-33)
Jesu anochema Jerusarema (34, 35)
14
Murume aiva nechirwere chekuzvimba muviri anoporeswa paSabata (1-6)
Kana wakokwa zvininipise (7-11)
Koka vaya vasina chekukubhadhara nacho (12-14)
Mufananidzo wevanhu vakakokwa vakapa tuzvikonzero (15-24)
Zvinoreva kuva mudzidzi (25-33)
Munyu unenge usisavaviri (34, 35)
15
Mufananidzo wegwai rakarasika (1-7)
Mufananidzo wemukadzi akarasa mari (8-10)
Mufananidzo wemwanakomana akarasika (11-32)
16
Mufananidzo wemutariri asina kururama (1-13)
Mutemo uye Umambo hwaMwari (14-18)
Mufananidzo wemupfumi naRazaro (19-31)
17
Zvinogumbura, kuregerera, uye kutenda (1-6)
Varanda pasina (7-10)
Vanhu gumi vane maperembudzi vanoporeswa (11-19)
Kuuya kweUmambo hwaMwari (20-37)
18
Mufananidzo wechirikadzi inoramba ichikumbira kubatsirwa (1-8)
MuFarisi nemuteresi (9-14)
Jesu nevana (15-17)
Mubvunzo wemutongi akapfuma (18-30)
Jesu anotaura zvakare nezverufu rwake (31-34)
Bofu rinopemha rinotanga kuona (35-43)
19
Jesu anoshanyira Zakeyo (1-10)
Mufananidzo wemamaina gumi (11-27)
Jesu anopinda muguta achiratidza kukunda (28-40)
Jesu anochema Jerusarema (41-44)
Jesu anochenesa temberi (45-48)
20
Jesu anobvunzwa kuti akapiwa naani mvumo yezvaanoita (1-8)
Mufananidzo wevarimi vakaponda vanhu vaitumwa (9-19)
Mwari naKesari (20-26)
Mubvunzo pamusoro perumuko (27-40)
Kristu mwanakomana waDhavhidhi here? (41-44)
Kunyeverwa nezvevanyori (45-47)
21
Tumari tuviri twechirikadzi murombo (1-4)
CHIRATIDZO CHEZVICHAUYA (5-36)
Hondo, kudengenyeka kwenyika kukuru, matenda, nzara (10, 11)
Jerusarema richakombwa nemauto (20)
Nguva yemamwe marudzi (24)
Kuuya kweMwanakomana wemunhu (27)
Mufananidzo wemuonde (29-33)
Rambai makamuka (34-36)
Jesu anodzidzisa mutemberi (37, 38)
22
Vapristi vanorangana kuuraya Jesu (1-6)
Kugadzirira Paseka yekupedzisira (7-13)
Kudya kwaShe Kwemanheru kunotangwa (14-20)
‘Mutengesi wangu aneni patafura’ (21-23)
Nharo dzakaomarara dzekuti ndiani mukuru (24-27)
Sungano yaJesu yeumambo (28-30)
Petro anoudzwa kuti acharamba Jesu (31-34)
Kukosha kwekugadzirira; mapakatwa maviri (35-38)
Munyengetero waJesu muGomo reMiorivhi (39-46)
Jesu anosungwa (47-53)
Petro anoramba Jesu (54-62)
Jesu anosekwa (63-65)
Anotongwa neSanihedrini (66-71)
23
24
Jesu anomutswa (1-12)
Vari mumugwagwa vachienda kuEmausi (13-35)
Jesu anozviratidza kuvadzidzi (36-49)
Jesu anokwira kudenga (50-53)