RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • ijwbq nyaya 17
  • Bhaibheri Rinobvumidza Kurambana Here?

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Bhaibheri Rinobvumidza Kurambana Here?
  • Mibvunzo yeBhaibheri Inopindurwa
  • Misoro Midiki
  • Mashoko Akafanana
  • Mhinduro yeBhaibheri
  • Mibvunzo Inobva Kuvaverengi
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha (Yekudzidza)—2022
  • Chatanuro—Chii Chinotaura Bhaibheri Chaizvoizvo?
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—1988
  • Chisarudzo Chekurambana
    Mukai!—1999
  • Kudza “Zvasungwa Pamwe Chete Pajoko naMwari”
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha (Yekudzidza)—2018
Ona Zvimwe
Mibvunzo yeBhaibheri Inopindurwa
ijwbq nyaya 17
Murume nomudzimai vari kufunga zvokurambana

Bhaibheri Rinobvumidza Kurambana Here?

Mhinduro yeBhaibheri

Hongu rinobvumidza. Asi Jesu akangotaura chikonzero chimwe chete chinobvumira munhu kuti agure muchato, paakati: “Munhu wose anoramba mudzimai wake, kunze kwokunge aita ufeve [bonde nomumwe munhu waasina kuroorana naye], akaroora mumwe, iye anoita upombwe.”​—Mateu 19:9.

Mwari anovenga vanhu vanoita unyengeri kuti varambane. Achatonga vaya vanoita nounyengeri vachisiya vavakaroorana navo, kunyanya kana vachizviita nechinangwa chokuti varoore kana kuroorwa nomumwe.​—Maraki 2:​13-​16; Mako 10:9.

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe