RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • ijwbq nyaya 4
  • Mosesi Akanyora Bhaibheri Here?

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Mosesi Akanyora Bhaibheri Here?
  • Mibvunzo yeBhaibheri Inopindurwa
  • Misoro Midiki
  • Mashoko Akafanana
  • Mhinduro yeBhaibheri
  • Mosesi—Zvinoreva Upenyu Hwake Kwauri
    Mukai!—2004
  • Kusvika Pakuziva Nzira dzaJehovha
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovah—2005
  • Jesu Kristu Akanga Ari Muporofita Akafanana naMosesi Sei?
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—1991
  • Mosesi Murume Aiva Nerudo
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2013
Ona Zvimwe
Mibvunzo yeBhaibheri Inopindurwa
ijwbq nyaya 4
Mosesi akatakura mahwendefa ematombo

Mosesi Akanyora Bhaibheri Here?

Mhinduro yeBhaibheri

Mwari akashandisa Mosesi kuti anyore mabhuku mashanu okutanga ari muBhaibheri: Genesisi, Eksodho, Revhitiko, Numeri, uye Dheuteronomio. Kunenge kuti ndiye akanyorawo bhuku raJobho uye Pisarema 90. Mosesi ndemumwe wevanhu 40 vakashandiswa naMwari pakunyora Bhaibheri.

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe