RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • ijwbq nyaya 2
  • Bhaibheri Ishoko raMwari Here?

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Bhaibheri Ishoko raMwari Here?
  • Mibvunzo yeBhaibheri Inopindurwa
  • Misoro Midiki
  • Mashoko Akafanana
  • Mhinduro yeBhaibheri
  • Bhuku raZvakazarurwa​—Rinotaura Nezvei?
    Mibvunzo yeBhaibheri Inopindurwa
  • Iwe Uchati, “Ndiri Pano! Nditumei” Here?
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—1987
  • Zvakazarurwa Newe
    Zvakazarurwa—Mugumo Wazvo Une Mbiri Wava Pedyo!
  • VaIsraeri Vanokumbira Kuva naMambo
    Bhaibheri—Rinombotaura Nezvei?
Ona Zvimwe
Mibvunzo yeBhaibheri Inopindurwa
ijwbq nyaya 2
Munhu ari kunyora mumupumburu

Bhaibheri Ishoko raMwari Here?

Mhinduro yeBhaibheri

Vanyori vakawanda veBhaibheri vanotaura kuti Mwari ndiye aivatungamirira pane zvavainyora. Ona mienzaniso yacho:

  • Mambo Dhavhidhi akati: “Mudzimu waJehovha ndiwo wakataura uchindishandisa, shoko rake raiva parurimi rwangu.”​—2 Samueri 23:​1, 2.

  • Muprofita Isaya akati: “Zvanzi naChangamire Ishe, Jehovha wemauto.”​—Isaya 22:15.

  • Muapostora Johani akati: “Zvakazarurwa naJesu Kristu, zvaakapiwa naMwari.”​—Zvakazarurwa 1:1.

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe