RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • ijwfq nyaya 11
  • Chitendero Chenyu ndechokuAmerica Here?

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Chitendero Chenyu ndechokuAmerica Here?
  • Mibvunzo Inonyanya Kubvunzwa Pamusoro peZvapupu zvaJehovha
  • Mashoko Akafanana
  • Ko Kunamata Kwesekete Kunogamuchirika Kuna Mwari Here?
    Mukai!—1988
  • MaKristu Nechaunga Chavanhu Nhasi
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—1993
  • Zvapupu zvaJehovha
    Kukurukurirana Tichishandisa Magwaro
  • Zvapupu zvaJehovha Isekete Here?
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovah—1994
Ona Zvimwe
Mibvunzo Inonyanya Kubvunzwa Pamusoro peZvapupu zvaJehovha
ijwfq nyaya 11
Boka rinofara revanhu vanobva kunyika dzakasiyana-siyana

Zvapupu zvaJehovha chitendero chokuAmerica here?

Muzinda wedu mukuru uri kuUnited States of America. Asi hatina kubuda mune chimwe chitendero chokuAmerica, uye zvikonzero zvacho ndeizvi:

  • Vamwe vanoti Zvapupu zvaJehovha zvakabuda mune chimwe chitendero. Asi kuti takamutsidzira chiKristu chepakutanga-tanga chepanguva yevaapostora vaJesu.

  • Zvapupu zvaJehovha zviri kuita basa razvo zvokuparidza munyika dzinopfuura 230. Pasinei nokuti tinogarepi, tinotsigira Jehovha Mwari naJesu Kristu kwete hurumende yokuAmerica kana kuti imwewo hurumende yepano panyika.​—Johani 15:​19; 17:​15, 16.

  • Dzidziso dzedu dzose dzinobva muBhaibheri, kwete mupfungwa dzomumwe mutungamiriri wechitendero ari kuUnited States.​—1 VaTesaronika 2:13.

  • Tinotevera Jesu Kristu somutungamiri kwete mumwe munhuwo wenyama.​—Mateu 23:​8-10.

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe