RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • ijwfq nyaya 8
  • Hamushori Zvimwe Zvitendero Here?

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Hamushori Zvimwe Zvitendero Here?
  • Mibvunzo Inonyanya Kubvunzwa Pamusoro peZvapupu zvaJehovha
  • Mashoko Akafanana
  • Unoziva Zvakawanda Zvakadini nezveZvapupu zvaJehovha?
    Mukai!—2016
  • Bhaibheri Ringatibatsira Sei Kuti Tiremekedze Maonero Evamwe?
    Dzimwe Nyaya
  • Unoshivirira Zvechokwadi Here?
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2001
  • Rusununguko Rwekusarudza Chitendero—Chikomborero Here Kana Kuti Kutukwa?
    Mukai!—1999
Ona Zvimwe
Mibvunzo Inonyanya Kubvunzwa Pamusoro peZvapupu zvaJehovha
ijwfq nyaya 8
Murume ari kuverenga Bhaibheri muchitoro

Zvapupu zvaJehovha zvinoshora zvimwe zvitendero here?

Tinotevedzera zvinotaurwa neBhaibheri kuti ‘tiremekedze vanhu vose’ pasinei nokuti ndevechitendero chipi. (1 Petro 2:​17, Today’s English Version) Somuenzaniso, mune dzimwe nyika kune zviuru zveZvapupu zvaJehovha. Pasinei nokuwanda ikoko, hatimboudzi vezvematongerwo enyika kana kuti vemitemo kuti varambidze kana kuti kudzivisa basa rinoitwa nezvimwe zvitendero. Hatiiti kuti pave nomutemo wokuti munhu wose atende zvatinotenda panyaya dzetsika kana kuti pakunamata. Asi kuti tinopa munhu wose rusununguko rwokusarudza zvaanoda uye ndizvo zvatinodawo kuti vamwe vatiitirewo.​—Mateu 7:12.

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe