RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • ijwfq nyaya 1
  • Sei Muchiparidza Paimba Neimba?

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Sei Muchiparidza Paimba Neimba?
  • Mibvunzo Inonyanya Kubvunzwa Pamusoro peZvapupu zvaJehovha
  • Mashoko Akafanana
  • “Paimba Neimba”
    Imbirai Jehovha
  • Nei Zvapupu zvaJehovha Zvichiparidza Paimba Neimba?
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2012
  • “Paimba Neimba”
    ‘Imbira Jehovha Uchifara’
  • “Paimba Neimba”
    Imbirai Jehovah Rumbidzo
Ona Zvimwe
Mibvunzo Inonyanya Kubvunzwa Pamusoro peZvapupu zvaJehovha
ijwfq nyaya 1
Murume ari kutarisa Zvapupu zvaJehovha zvichiparidza

Sei Zvapupu zvaJehovha zvichiparidza paimba neimba?

Jesu akaudza vadzidzi vake kuti vaite “kuti vanhu vemarudzi ose vave vadzidzi.” (Mateu 28:​19, 20) Paakatuma vadzidzi vake vokutanga-tanga, Jesu akavarayira kuti vaende mudzimba dzevanhu. (Mateu 10:​7, 11-​13) Pashure pokufa kwaJesu, vaKristu vokutanga-tanga vakaenderera mberi nokuparadzira shoko ravo “pachena uye paimba neimba.” (Mabasa 5:​42; 20:​20) Isu tinotevedzera muenzaniso iwoyo wevaKristu vokutanga uye tinoona kuti kuparidza paimba neimba inzira yakanaka inoita kuti titaure nevanhu.

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe