RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • yb17 pp. 82-83
  • Georgia

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Georgia
  • Bhuku Regore reZvapupu zvaJehovha ra2017
Bhuku Regore reZvapupu zvaJehovha ra2017
yb17 pp. 82-83
Chapupu chaJehovha chichiparidzira mumwe murume munzvimbo ine makomo yeGeorgia

Georgia

KUPARARIRA kwemashoko eUmambo muGeorgia kunonyatsoratidzwa nemufananidzo waJesu wembiriso iri mumukanyiwa. (Mat. 13:33) Kufanana nemashandiro anoita mbiriso, kuwedzera kwevaparidzi kwaisava pachena pakutanga, asi pasina nguva mashoko eUmambo akapararira kwese kwese ndokuita kuti vakawanda vachinje mararamiro avo.

Verenga nyaya inokurudzira uye inobaya mwoyo yevanhu vaMwari kuGeorgia, avo vakatanga basa rekuparidza vachiratidza rudo, kutenda, kuvimbika uye ushingi ‘mumwaka wakakodzera uye mumwaka unotambudza.’​—2 Tim. 4:2.

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe