RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • yb16 p. 8-p. 9 ndim. 1
  • Zvakaitika Gore Rakapera

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Zvakaitika Gore Rakapera
  • Bhuku Regore reZvapupu zvaJehovha ra2016
  • Mashoko Akafanana
  • Mumwaka weChirangaridzo, Uchatevedzera Kushingaira Kunoita Jehovha naJesu Here?
    Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2015
  • “Pisai Nomudzimu”
    Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2009
  • Tinofanira Kuramba Tichishingaira Muushumiri
    Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2007
  • Shingairira Kunamata Kwechokwadi
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2010
Ona Zvimwe
Bhuku Regore reZvapupu zvaJehovha ra2016
yb16 p. 8-p. 9 ndim. 1
Zvapupu zvaJehovha zvichivaka hofisi yeshanduro yemutauro weAymara kuEl Alto, muBolivia

Bolivia: Kuvaka hofisi yeshanduro yemutauro weAymara kuEl Alto

Zvakaitika Gore Rakapera

“KUSHINGAIRA kwaJehovha wemauto kuchazviita,” inodaro Isaya 9:7 ichitsanangura nezvezvinhu zvaizoitwa naMwari achishandisa Umambo hwake. Jesu Kristu, uyo ari Mambo weUmambo ihwohwo, akashingairirawo kunamata kwechokwadi kubva paakatanga ushumiri hwake pasi pano kusvika paakapedza. (Joh. 2:17) Nyaya dzinotevera dzinoratidza kuti Zvapupu zvaJehovha pasi rose zviri kutevedzera sei kushingaira kunoita Jehovha naJesu kuburikidza nekubatsira vanhu kuti vazive kuti vanodiwa naBaba vavo vokudenga.

Vanhu vari kuteerera purogiramu yegungano remunharaunda reZvapupu zvaJehovha ra2015 kuEl Salvador

El salvador: Gungano remunharaunda ra2015

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe