RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • yb16 p. 86-p. 87 ndim. 2
  • Kutengesa Zvinhu Zvinoshandiswa Pakukaringa

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Kutengesa Zvinhu Zvinoshandiswa Pakukaringa
  • Bhuku Regore reZvapupu zvaJehovha ra2016
Bhuku Regore reZvapupu zvaJehovha ra2016
yb16 p. 86-p. 87 ndim. 2
Maspice ekuIndonesia

INDONESIA

Kutengesa Zvinhu Zvinoshandiswa Pakukaringa

MUMAKORE ari pakati pa1501 na1600, bhizimisi rokutengesa zvekukaringa (spices) rakasimudzira upfumi hwenyika pasi rose sezviri kungoitwawo nokutengesa crude oil mazuva ano. Maspice akadai senutmeg uye cloves, ayo aibva kuzvitsuwa zvakakurumbira zvinonzi Spice Islands (zvava mapurovhinzi eMaluku neNorth Maluku ayo ari muIndonesia), aitengeswa nemari yakawanda chaizvo muEurope.

Vanhu vaiita zvokufamba vachitsvakurudza vakadai saChristopher Columbus, Vasco da Gama, Ferdinand Magellan, Samuel de Champlain, naHenry Hudson vose vakatsvaka kuti vangasvika sei kuSpice Islands. Kufamba kwaiita vanhu vachitsvaka maspice ekuIndonesia kwakaita kuti vatange kunyatsonzwisisa zvakaita nyika.

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe