RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • yb16 p. 80-p. 81 ndim. 1
  • Indonesia

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Indonesia
  • Bhuku Regore reZvapupu zvaJehovha ra2016
Bhuku Regore reZvapupu zvaJehovha ra2016
yb16 p. 80-p. 81 ndim. 1
Zvapupu zvaJehovha zviviri zviri kuparidza pamusika kuIndonesia

Indonesia

IYI inhoroondo inobata-bata yevarume nevakadzi vechiKristu vanozvininipisa, vakaramba vakashinga panguva yokusagadzikana kwezvematongerwo enyika, painetsana vanhu vezvitendero uye pakabhanwa Zvapupu kwemakore 25, zvakonzerwa nevafundisi. Verenga nezvehama yakanga yanyorwa pamazita evanhu vaida kuurayiwa nemaCommunist uyewo nezvemunhu aimbova mukuru wechikwata chematsotsi, asi akazova muKristu akakura pakunamata. Verengawo nyaya yevamwe vasikana vaviri vaiva matsi vakatanga kuwirirana vakazoziva kuti vaiva mukoma nemunin’ina. Onawo kuti vanhu vaJehovha vari kubudirira sei kuparidza mashoko akanaka munyika iyi ine maMuslim akawanda kupfuura nyika dzose.

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe