RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • yb15 pp. 176-192
  • Nhamba Dzose dza2014

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Nhamba Dzose dza2014
  • Bhuku Regore reZvapupu zvaJehovha ra2015
  • Mashoko Akafanana
  • Nhamba Dzose dza2015
    Bhuku Regore reZvapupu zvaJehovha ra2016
  • Nhamba Dzose dza2013
    Bhuku Regore reZvapupu zvaJehovha ra2014
  • 2016 Nhamba Dzese
    Bhuku Regore reZvapupu zvaJehovha ra2017
  • 2012 Nhamba Dzose
    Bhuku Regore reZvapupu zvaJehovha ra2013
Ona Zvimwe
Bhuku Regore reZvapupu zvaJehovha ra2015
yb15 pp. 176-192

Nhamba Dzose dza2014

  • Mapazi eZvapupu zvaJehovha: 90

  • Nhamba Yenyika Dzakashuma: 239

  • Ungano Dzose: 115 416

  • Vakapinda Chirangaridzo Pasi Rose: 19 950 019

  • Vakadya paChirangaridzo Pasi Rose: 14 121

  • Nhamba Yevaparidzi Yatanga Tisati Tambosvitsa Mubasa roUmambo: 8 201 545

  • Avhareji Yevaparidzi Vanoparidza Mwedzi Woga Woga: 7 867 958

  • Kuwedzera Kwakaitika Kubva Gore ra2013: 2,2%

  • Nhamba Yevose Vakabhabhatidzwa: 275 581

  • Avhareji Yemapiyona Ebetsero Mwedzi Woga Woga: 635 298

  • Avhareji Yemapiyona Mwedzi Woga Woga: 1 089 446

  • Maawa Ose Akapedzerwa Muushumiri: 1 945 487 604

  • Avhareji Yezvidzidzo zveBhaibheri Mwedzi Woga Woga: 9 499 933

Mugore rebasa ra2014, Zvapupu zvaJehovha zvakashandisa mari inoda kusvika $224 000 000 kutsigira mapiyona chaiwo, mamishinari, uye vatariri vanofambira mumabasa avo oushumiri. Pasi rose, vashumiri vakagadzwa vanokwana 24 711 vanoshanda mumapazi akasiyana-siyana. Vose zvavo inhengo dzeBoka Romunyika Yose Revashumiri Chaivo Venguva Yakazara reZvapupu zvaJehovha.

MAKORE MAVIRI EKUTANGA

27 August 2012 kusvika 31 August 2014

  • Mufananidzo uri papeji 177

    jw.org inowanikwa mumitauro inopfuura 540

  • Mabhuku anogona kudhaunirodhwa mumitauro inopfuura 700

  • Mufananidzo uri papeji 177

    850 000 000+ nhamba yekushanyirwa kwakaitwa jw.org

  • Mapeji anopfuura mabhiriyoni 4 akavhurwa

  • Zvinyorwa zvinopfuura bhiriyoni zvakadhaunirodhwa

  • Mavhidhiyo anopfuura mamiriyoni 159 akaonekwa kana kuti akadhaunirodhwa

  • 100 000+ zvidzidzo zveBhaibheri zvakakumbirwa paindaneti

    Mufananidzo uri papeji 177

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe