RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • yb13 pp. 178-192
  • 2012 Nhamba Dzose

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • 2012 Nhamba Dzose
  • Bhuku Regore reZvapupu zvaJehovha ra2013
  • Mashoko Akafanana
  • Nhamba Dzose dza2013
    Bhuku Regore reZvapupu zvaJehovha ra2014
  • Nhamba Dzose dza2015
    Bhuku Regore reZvapupu zvaJehovha ra2016
  • Nhamba Dzose dza2014
    Bhuku Regore reZvapupu zvaJehovha ra2015
  • 2016 Nhamba Dzese
    Bhuku Regore reZvapupu zvaJehovha ra2017
Ona Zvimwe
Bhuku Regore reZvapupu zvaJehovha ra2013
yb13 pp. 178-192

2012 Nhamba Dzose

  • Mapazi eZvapupu zvaJehovha: 96

  • Nhamba Yenyika Dzakashuma: 239

  • Ungano Dzose: 111 719

  • Vakapinda Chirangaridzo Munyika Yose: 19 013 343

  • Vakadya paChirangaridzo Munyika Yose: 12 604

  • Nhamba Yepamusorosoro Yevaparidzi Mubasa roUmambo: 7 782 346

  • Avhareji Yevaparidzi Vanoparidza Mwedzi Woga Woga: 7 538 994

  • Kuwedzera Kwakaitika Kubva Gore ra2011: 1.9

  • Nhamba Yevose Vakabhabhatidzwa: 268 777

  • Avhareji Yemapiyona Ebetsero Mwedzi Woga Woga: 416 993

  • Avhareji Yemapiyona Mwedzi Woga Woga: 950 022

  • Maawa Ose Akapedzerwa Muushumiri: 1 748 697 447

  • Avhareji Yezvidzidzo zveBhaibheri Mwedzi Woga Woga: 8 759 988

Mugore rebasa ra2012, Zvapupu zvaJehovha zvakashandisa mari inopfuura US$184 000 000 kutsigira mapiyona chaiwo, mamishinari, uye vatariri vanofambira mumabasa avo oushumiri.

◼ Munyika yose, vashumiri vakagadzwa vanokwana 21 612 vanoshanda mumapazi akasiyana-siyana. Vose zvavo inhengo dzeBoka Romunyika Yose Revashumiri Chaivo Venguva Yakazara reZvapupu zvaJehovha.

[Girafu riri papeji 179]

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe