Butiro/Peji Yevabudisi
Bhuku Regore reZvapupu zvaJehovha ra2003
Rine Mushumo Wegore Rebasa ra2002
“Swederai Pedyo naMwari, uye Achaswedera Pedyo Nemi.”—Jakobho 4:8.
Chikomborero chakanaka kwazvo kuva noukama hwepedyo naChangamire wezviri muchadenga! Ndiye Mukurusa uye ane zvose simba nechido chokutipa upenyu husingagumi tiine utano hwakanaka nomufaro. Rugwaro rwedu rwegore ra2003 runotivimbisa kuti Jehovha anotarisa zvatinoita kuti timufadze uyewo izvozvo anozvirumbidza zvepachokwadi. Mwari watinonamata ane rudo zvechokwadi!
[Vakatipa Mifananidzo iri papeji 2]
Peji 11: World Trade Center: Andrea Booher/FEMA News Photo; mabota ari kuyerera: AP Photo/Sayyid Azim; peji 13: Courthouse: Mufananidzo naJosh Mathes, Mifananidzo yeDare Repamusorosoro reUnited States; peji 211: Vapoteri: U.S. Navy photo; peji 235: Pepanhau: Manila Chronicle