Zviri Mukati
ZVIRI MUMAGAZINI INO
2 Nyaya Yeupenyu—Jehovha Akandidzidzisa Kubvira Ndichiri Mudiki
Nyaya yekudzidza yaJune 8-14, 2026
8 Jehovha Anozadzisa Zvese Zvaanovimbisa
Nyaya yekudzidza yaJune 15-21, 2026
14 Mazano Achatibatsira Patinenge Tiri Mumatambudziko
Nyaya yekudzidza yaJune 22-28, 2026
20 Tevedzera “Mwari Wekunyaradza Kwese”
Nyaya yekudzidza yaJune 29, 2026–July 5, 2026
26 Ramba Uchisimbisa Ushamwari Hwako Newawakaroorana Naye
32 Zvaungaita Pakudzidza—Zvaungaita Kuti Unzwisise Mifananidzo Iri muBhaibheri