Zviri Mukati
ZVIRI MUMAGAZINI INO
Nyaya Yekudzidza 44: January 5-11, 2026
2 Zvaungaita Kuti Urambe Uchifara Kunyange Wakwegura
Nyaya Yekudzidza 45: January 12-18, 2026
10 Ramba Uchifara Paunenge Uchichengeta Murwere Kana Kuti Munhu Akwegura
Nyaya Yekudzidza 46: January 19-25, 2026
16 Jesu Mupristi Wedu Mukuru Ane Tsitsi
Nyaya Yekudzidza 47: January 26, 2026–February 1, 2026
22 “ Uri Munhu Anokosha Chaizvo”!
28 “ Chengeta Kubatana Kwemweya”
30 Nyaya Inobatsira Vanhukadzi Vakamboshungurudzwa