RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • w24 September p. 1
  • Yekudzidza

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Yekudzidza
  • Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha (Yekudzidza)—2024
Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha (Yekudzidza)—2024
w24 September p. 1
Jesu akagara pachigaro cheumambo pamusoro penyika achitarisa mapoka maviri evanhu. Mifananidzo: Hama nehanzvadzi dzichinamata Jehovha. 1. Hanzvadzi yakabata tablet yakatarisa kudenga. 2. Murume nemudzimai vari kuverenga Bhaibheri. 3. Hama nehanzvadzi dziri kuvaka chivakwa chesangano. 4. Hama iri mujeri iri kunyengetera. 5. Hanzvadzi yechikuru iri kupindura pamusangano. 6. Hanzvadzi iri pamubhedha muchipatara iri kupa mushandi wemo turakiti. 7. Baba vari kudzidza nemhuri yavo. Mifananidzo: Varume nevakadzi vari kuita zvinopesana nezvinotaurwa neBhaibheri. 1. Murume ari kunyengetera ari munzvimbo inoitwa zvekubheja. 2. Murume ari kurova mukadzi. 3. Vanhu vakatsamwa vari kuratidzira. 4. Murume ane pfuti ari kutevera mumwe mukadzi munzvimbo inopakwa mota. 5. Mufundisi ari kunyengeterera masoja. 6. Mukadzi ari kuita zvemadhiragi.

Yekudzidza

SEPTEMBER 2024

NYAYA DZEKUDZIDZA NOVEMBER 11–DECEMBER 8, 2024

© 2024 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania

Magazini ino haitengeswi. Ndeimwe yemabhuku anoshandiswa pabasa rekudzidzisa Bhaibheri munyika yese uye basa iri rinotsigirwa nezvipo.

Magwaro anobva muBhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva, kunze kwekunge pataurwa kuti pane pamwe paatorwa.

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe