Yekudzidza
JULY 2022
NYAYA DZEKUDZIDZA: SEPTEMBER 5–OCTOBER 2, 2022
© 2022 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
Magazini ino haitengeswi. Ndeimwe yemabhuku anoshandiswa pabasa rekudzidzisa Bhaibheri munyika yese uye basa iri rinotsigirwa nezvipo.
Magwaro anobva muBhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva, kunze kwekunge pataurwa kuti pane pamwe paatorwa.
MUFANANIDZO URI PAKAVHA:
Uprofita huri mubhuku raDhanieri neraZvakazarurwa hunonyatsobatana zvekuti tinobva tanyatsoona kuti mugumo wava pedyo sezvakavimbiswa naJehovha (Ona nyaya yekudzidza 28, ndima 2)