Nyaya Dziri PaJW Library Uye PaJW.ORG
ZVAKAITIKA KUZVAPUPU ZVAJEHOVHA
Kubatsira Vashandi Vepachipatara Kuti Vasanyanya Kuzvidya Mwoyo
Manesi nevamwe vashandi vepane chimwe chipatara vakakurudzirwa sei panguva yeCOVID-19?
VECHIDIKI VANOBVUNZA KUTI
Kuva Neshamwari Dzakawanda paSocial Media Kune Basa Here?
Vamwe vanhu vanoisa upenyu hwavo panjodzi kuti vangowana shamwari dzakawanda pasocial media. Kufarirwa nevanhu vakawanda pasocial media kunokosha here?
MASHANDISIRWO ARI KUITWA MARI YENYU YEZVIPO
Mahofisi Eshanduro Ari Kubatsira Mamiriyoni Evanhu
Ona kuti nzvimbo inoitira vashanduri basa ravo inoita sei kuti basa ravo ribude zvakanaka.