Yekudzidza
APRIL 2022
NYAYA DZEKUDZIDZA: JUNE 6–JULY 3, 2022
© 2022 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
Magazini ino haitengeswi. Ndeimwe yemabhuku anoshandiswa pabasa rekudzidzisa Bhaibheri munyika yese uye basa iri rinotsigirwa nezvipo.
Magwaro anobva muBhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva, kunze kwekunge pataurwa kuti pane pamwe paatorwa.
MUFANANIDZO URI PAKAVHA:
Amai vaTimoti, Yunisi, nambuya vake Roisi, vari kufara chaizvo pavari kuona Timoti achibhabhatidzwa (Ona nyaya yekudzidza 17, ndima 1)