RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • w22 March p. 32
  • Nyaya Dziri PaJW Library Uye PaJW.ORG

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Nyaya Dziri PaJW Library Uye PaJW.ORG
  • Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha (Yekudzidza)—2022
Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha (Yekudzidza)—2022
w22 March p. 32

Nyaya Dziri PaJW Library Uye PaJW.ORG

MASHANDISIRWO ARI KUITWA MARI YENYU YEZVIPO

Kubatsira Vari Kuwirwa Nenjodzi

Mugore rebasa ra2020, upenyu hwemamiriyoni ehama nehanzvadzi dzedu pasi rese hwakaviringidzwa nechirwere cheCOVID-19 uye njodzi dzinongoitika dzega. Zvii zvatakaita kuti tivabatsire?

PaJW Library, enda pakanzi PUBLICATIONS > ARTICLE SERIES > MASHANDISIRWO ARI KUITWA MARI YENYU YEZVIPO.

Pajw.org, enda pakanzi RAIBHURARI > NYAYA DZINOGARA DZICHIBUDA > MASHANDISIRWO ARI KUITWA MARI YENYU YEZVIPO.

MAZANO EKUBATSIRA MHURI

Ivai Nenguva Yakawanda Muri Pamwe Chete

Murume nemudzimai vanogona kutadza kunyatsokurukura kunyange pavanenge vari vese. Vangaitei kuti vashandise nguva yavo zvakanaka pavanenge vari vese?

PaJW Library, enda pakanzi PUBLICATIONS > ARTICLE SERIES > MAZANO EKUBATSIRA MHURI.

Pajw.org, enda pakanzi RAIBHURARI > NYAYA DZINOGARA DZICHIBUDA > MAZANO EKUBATSIRA MHURI.

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe