Yekudzidza
JULY 2021
NYAYA DZEKUDZIDZA: AUGUST 30–SEPTEMBER 26, 2021
© 2021 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
Magazini ino haitengeswi. Ndeimwe yemabhuku anoshandiswa pabasa rekudzidzisa Bhaibheri munyika yese uye basa iri rinotsigirwa nezvipo.
Magwaro anobva muBhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva, kunze kwekunge pataurwa kuti pane pamwe paatorwa.
MUFANANIDZO URI PAKAVHA:
Vadzidzi vaJesu vaida kuva pedyo naye nekuti aisazviona seari nani pavari. Ainakidzwa nekutandara neshamwari dzake (Ona nyaya yekudzidza 29, ndima 12)