Nyaya Dziri Pajw Library Uye Pajw.Org
MAZANO EKUBATSIRA MHURI
Mungashandisa Sei Mafoni Zvakanaka?
Mafoni anogona kubatsira kana kuti kukanganisa wanano. Zvakamira sei muwanano yenyu?
PaJW Library, enda pakanzi PUBLICATIONS > ARTICLE SERIES > MAZANO EKUBATSIRA MHURI.
Pajw.org, enda pakanzi RAIBHURARI > NYAYA DZINOGARA DZICHIBUDA > MAZANO EKUBATSIRA MHURI.
KUBVA MUDURA RENHOROONDO YEDU
Kubatsira Vanhu Kuverenga Nekunyora
Vakuru vakuru vemunyika dzakawanda vakarumbidza Zvapupu zvaJehovha nebasa ravaiita pakuita kuti vanhu vawedzere kudzidza kuverenga nekunyora.
PaJW Library, enda pakanzi PUBLICATIONS > ARTICLE SERIES > KUBVA MUDURA RENHOROONDO YEDU.
Pajw.org, enda pakanzi RAIBHURARI > NYAYA DZINOGARA DZICHIBUDA > KUBVA MUDURA RENHOROONDO YEDU.