MAY 11-17
ISAYA 60-61
Rwiyo 146 Nemunyengetero | Mashoko Ekusuma (1 min.)
1. “Simuka, Haiwa Iwe Mukadzi, Vheneka”
(10 min.)
Mukadzi anotaurwa pana Isaya 60:1 anomiririra Jerusarema rekare (Isa 60:1, 2; w24.07 30 ¶1-2)
Uprofita huri muchitsauko 60 chaIsaya hahuna kungozadzika paJerusarema rekare chete (w24.07 30 ¶3-4)
Uprofita uhwu hune kumwe kuzadzika kukuru kune chekuita ‘neJerusarema riri kumusoro’ (VaG 4:26; w24.07 30 ¶5–31 ¶2)
2. Kuchera Pfuma muShoko raMwari
(10 min.)
Isa 61:1—Jesu akazadzisa sei uprofita uhwu? (Ru 4:18-21; w19.12 11 ¶10-11)
Ndezvipi zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?
3. Kuverenga Bhaibheri
(4 min.) Isa 61:1-9 (th chidzidzo 11)
4. Kutanga Kukurukura Nevanhu
(3 min.) KUPARIDZA ZVISINA KURONGWA. Dzidzisa munhu wacho zita raMwari. (lmd chidzidzo 4 pfungwa 3)
5. Kudzokera Kuvanhu Vakaratidza Kufarira
(4 min.) KUPARIDZA ZVISINA KURONGWA. Pamakambokurukura, munhu wacho akataura kuti akanga achangofirwa nehama yake. (lmd chidzidzo 4 pfungwa 4)
6. Kuita Kuti Vanhu Vave Vadzidzi
Rwiyo 156
7. Zvemuungano Yenyu
(15 min.)
8. Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano
(30 min.) lfb chidzidzo 84 ne85