APRIL 6-12
ISAYA 50-51
Rwiyo 88 Nemunyengetero | Mashoko Ekusuma (1 min.)
1. Teerera Uya Akadzidziswa naMwari
(10 min.)
Jehovha akadzidzisa Jesu achiri kudenga asati auya panyika (Isa 50:4; kr 182 ¶5)
Jesu aida chaizvo kudzidza (Isa 50:5; cf 133 ¶13)
Vaya vanotya Jehovha vanoteerera inzwi remushumiri wake Jesu (Isa 50:10; Joh 10:27)
ZVEKUFUNGA NEZVAZVO: Ndingaratidza sei kuti ndinoda chaizvo kudzidziswa naJehovha sezvaiita Jesu?—1Pe 2:21.
2. Kuchera Pfuma muShoko raMwari
(10 min.)
Isa 51:3—Zvii zvatinofanira kuita iye zvino kuti tigadzirire kuzorarama munyika itsva? (w22.12 28-29 ¶2-3)
Ndezvipi zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?
3. Kuverenga Bhaibheri
(4 min.) Isa 50:1-11 (th chidzidzo 2)
4. Kutanga Kukurukura Nevanhu
(3 min.) KUPARIDZA ZVISINA KURONGWA. Udza waunoshanda naye nezveChirangaridzo. (lmd chidzidzo 2 pfungwa 4)
5. Kudzokera Kuvanhu Vakaratidza Kufarira
(4 min.) PAIMBA NEIMBA. Munhu wacho akapinda Chirangaridzo. Mukoke kuti azopinda musangano unotevera. (lmd chidzidzo 9 pfungwa 4)
6. Kutsanangura Zvaunotenda
(5 min.) Muenzaniso. ijwbq nyaya 140 ¶4—Musoro: Kutenda Muna Jesu Ndiko Chete Here Kunoita Kuti Tiponeswe? (lmd chidzidzo 11 pfungwa 5)
Rwiyo 99
7. Zvemuungano Yenyu
(15 min.)
8. Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano
(30 min.) lfb mashoko ekusuma chikamu 12 uye chidzidzo 74 ne75