RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb23 November p. 15
  • Kuona Zvinonyadzisira Kwakaipirei?

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Kuona Zvinonyadzisira Kwakaipirei?
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2023
  • Mashoko Akafanana
  • Kuona Zvinonyadzisira Kwakaipirei?
    Vechidiki Vanobvunza Kuti
  • Nei Ndisingafaniri Kuona Zvinonyadzisira?
    Mibvunzo Inobvunza Vechiduku—Mhinduro Dzinoshanda Bhuku 2
  • Zvinonyadzisira Hazvikuvadzi Here?
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2013
  • Kukuvadza Kunoita Zvinonyadzisira
    Mukai!—2003
Ona Zvimwe
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2023
mwb23 November p. 15

KURARAMA KWECHIKRISTU

Kuona Zvinonyadzisira Kwakaipirei?

Zvinonyadzisira zvazara kwese kwese uye zviri nyore kuwana. Vanhu vakawanda, kusanganisira vamwe vanozviti vanonamata vanofunga kuti hapana chakaipa nekuona zvinonyadzisira.

Mapikicha: Zvikamu zvemuvhidhiyo yakanzi “Kuona Zvinonyadzisira Kutadzira Mwari Here?” 1. Varume vaviri nemumwe mukadzi vari pamafoni avo vakamirira bhazi. Varume vacho vari kuvhura zvinhu zvakaiswa “XXX.” 2. Pava paya, mumwe murume wacho nemudzimai wake vava kuverenga nyaya yakanzi “Bhaibheri Rinoti Kuona Zvinonyadzisira Kwakaipa Here?” pajw.org.

ONA VHIDHIYO INONZI KUONA ZVINONYADZISIRA KUTADZIRA MWARI HERE? WOZOPINDURA MUBVUNZO UNOTEVERA:

Magwaro anotevera anotibatsira sei kunzwisisa maonero anoita Mwari zvinhu zvinonyadzisira?

  • 1VaK 6:9, 10

  • Mt 5:28

  • VaK 3:5

  • Jak 1:14, 15

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe