RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb23 November p. 6
  • Upfumi Handihwo Hunoratidza Kuti Munhu Akarurama

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Upfumi Handihwo Hunoratidza Kuti Munhu Akarurama
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2023
  • Mashoko Akafanana
  • Bhuku reBhaibheri Nhamba 18—Jobho
    “Rugwaro Rwose Rwakafuridzirwa naMwari uye Runobetsera”
  • Jehovha Anofara Kana Tikanyengetererawo Vamwe
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2016)
  • Jobho Akatsungirira—Isu Tinogonawo!
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovah—1994
  • Kuperera kwaJobho Kunopiwa Mubayiro
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—1998
Ona Zvimwe
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2023
mwb23 November p. 6

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

Upfumi Handihwo Hunoratidza Kuti Munhu Akarurama

Zofari akati Mwari anotorera vanhu vakaipa upfumi hwavo; nemamwe mashoko aireva kuti Jobho ane zvakaipa zvaakaita (Job 20:5, 10, 15)

Jobho akapindura kuti: ‘Saka nei vakaipa ­vachibudirira?’ (Job 21:7-9)

Upenyu hwaJesu hunoratidza kuti munhu anogona kunge akarurama asi asina kupfuma (Ru 9:58)

Hama iri kuverengera imwe mhuri rugwaro. Mhuri yacho inogara muimba yemapango. Murume wacho akatarisawo muBhaibheri rake, mudzimai wake nemwana vachinyatsoteerera.

ZVEKUFUNGA NEZVAZVO: Zvii zvinokosheswa nevanhu vese vanoshumira Mwari pasinei nekuti vakapfuma kana kuti varombo?—Ru 12:21; w07 8/1 29 ¶12.

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe