RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb23 November p. 6
  • November 27–December 3

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • November 27–December 3
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2023
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2023
mwb23 November p. 6

November 27–December 3

JOBHO 20-21

  • Rwiyo 38 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (1 min.)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • “Upfumi Handihwo Hunoratidza Kuti Munhu Akarurama”: (10 min.)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (10 min.)

    • Job 20:2—Vakuru vangabatsira sei vaya vanenge vaine zviri ‘kuvanetsa mupfungwa’? (w95 1/1 9 ¶19)

    • Ndezvipi zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino zvine chekuita naJehovha, ushumiri kana kuti zvimwewo?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min.) Job 20:1-22 (th chidzidzo 5)

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Paunoona Munhu Kekutanga: (2 min.) Shandisa nyaya iri mumharidzo yekuenzanisira. (th chidzidzo 1)

  • Paunodzokera: (5 min.) Tanga nenyaya iri mumharidzo yekuenzanisira. Mupe bhurocha raRarama Nekusingaperi Uchifara! womuratidza kuti tinodzidza sei nevanhu Bhaibheri. (th chidzidzo 6)

  • Hurukuro: (5 min.) g-E 5/09 12-13—Musoro: Mwari Anoda Kuti Upfume Here? (th chidzidzo 17)

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 136

  • “Gutsikana Nezvinenge Zviripo”: (15 min.) Kukurukura nevateereri uye kuona vhidhiyo.

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) bt chits. 2 ¶16-23

  • Mashoko Ekugumisa (3 min.)

  • Rwiyo 103 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe