RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb23 September p. 9
  • October 9-15

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • October 9-15
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2023
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2023
mwb23 September p. 9

October 9-15

JOBHO 4-5

  • Rwiyo 121 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (1 min.)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • “Ngwarira Mashoko Enhema”: (10 min.)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (10 min.)

    • Job 4:4—Jobho akasiyira vaKristu muenzaniso upi wakanaka? (w03 5/15 22 ¶5-6)

    • Ndezvipi zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino zvine chekuita naJehovha, ushumiri kana kuti zvimwewo?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min.) Job 5:1-27 (th chidzidzo 10)

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Paunoona Munhu Kekutanga: (2 min.) Tanga nenyaya iri mumharidzo yekuenzanisira. (th chidzidzo 4)

  • Paunodzokera: (5 min.) Tanga nenyaya iri mumharidzo yekuenzanisira. Muratidze kuti anowana sei mavhidhiyo nezvimwewo pajw.org. (th chidzidzo 15)

  • Chidzidzo cheBhaibheri: (5 min.) lff chidzidzo 16 pfungwa 5 (th chidzidzo 16)

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 78

  • Zvemuungano Yenyu: (15 min.)

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) lff chidzidzo 60

  • Mashoko Ekugumisa (3 min.)

  • Rwiyo 38 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe