RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb23 January p. 12
  • February 13-19

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • February 13-19
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2023
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2023
mwb23 January p. 12

February 13-19

1 MAKORONIKE 13-16

  • Rwiyo 123 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (1 min.)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • “Kutevedzera Mirayiridzo Kunoita Kuti Ukomborerwe”: (10 min.)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (10 min.)

    • 1Mak 16:31—Nei vaRevhi vakaimba kuti: “Jehovha ava Mambo!”? (w14 1/15 10 ¶14)

    • Ndezvipi zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino zvine chekuita naJehovha, ushumiri kana kuti zvimwewo?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min.) 1Mak 13:1-14 (th chidzidzo 11)

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Paunoona Munhu Kekutanga: (3 min.) Tanga nenyaya iri mumharidzo yekuenzanisira. Paridzira munhu ambotanga asingadi kuparidzirwa. (th chidzidzo 18)

  • Paunodzokera: (4 min.) Tanga nenyaya iri mumharidzo yekuenzanisira. Ipa saimba chimwe chezviri muBhokisi reMaturusi Ekudzidzisa. (th chidzidzo 7)

  • Hurukuro: (5 min.) w16.01 13-14 ¶7-10—Musoro: “Rudo Runa Kristu Runotigombedzera.”—2VaK 5:14. (th chidzidzo 8)

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 86

  • Iva Shamwari yaJehovha—Teerera Pamisangano: (5 min.) Kukurukura nevateereri. Ratidzai vhidhiyo iyi. Kana muungano menyu muine vana, kumbirai vana vamakatosarudza kare kuti vauye kuchikuva, movabvunza kuti: Nei tichifanira kuteerera pamisangano? Chii chinogona kukubatsira kuti unyatsoteerera pamisangano?

  • Zvemuungano Yenyu: (10 min.)

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) lff chidzidzo 37 pfungwa 6 uye pfupiso, kudzokorora uye edza izvi

  • Mashoko Ekugumisa (3 min.)

  • Rwiyo 21 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe