RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb23 January p. 6
  • January 23-29

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • January 23-29
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2023
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2023
mwb23 January p. 6

January 23-29

1 MAKORONIKE 4-6

  • Rwiyo 42 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (1 min.)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • “Minyengetero Yangu Inoratidzei Nezvangu?”: (10 min.)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (10 min.)

    • 1Mak 5:10—Kukunda kwakaita vaIsraeri vaHagri kunotikurudzirawo sei patinosangana nematambudziko anoita sekuti haakundiki? (w05 10/1 9 ¶7)

    • Ndezvipi zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino zvine chekuita naJehovha, ushumiri kana kuti zvimwewo?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min.) 1Mak 6:61-81 (th chidzidzo 2)

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Paunoona Munhu Kekutanga: (3 min.) Shandisa nyaya iri mumharidzo yekuenzanisira. Paridzira munhu ambotanga asingadi kuparidzirwa. (th chidzidzo 3)

  • Paunodzokera: (4 min.) Tanga nenyaya iri mumharidzo yekuenzanisira. Ita seuri kumuratidza vhidhiyo inonzi Nei Uchifanira Kudzidza Bhaibheri? mokurukura zvirimo (asi usamuratidza vhidhiyo yacho). (th chidzidzo 14)

  • Chidzidzo cheBhaibheri: (5 min.) lff chidzidzo 08 pfupiso, kudzokorora, uye edza izvi (th chidzidzo 9)

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 127

  • “Gadzirira Iye Zvino Kuitira Kana Ukazongoerekana Wamhanyiswa Kuchipatara”: (15 min.) Kukurukura nevateereri uye kuona vhidhiyo kunoitiswa nemukuru. Ipai vateereri nguva yekuti vapindure kana vhidhiyo yapera.

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) lff chidzidzo 35

  • Mashoko Ekugumisa (3 min.)

  • Rwiyo 88 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe