RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb22 November p. 14
  • December 26, 2022–January 1, 2023

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • December 26, 2022–January 1, 2023
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2022
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2022
mwb22 November p. 14

December 26, 2022–January 1, 2023

2 MADZIMAMBO 20-21

  • Rwiyo 41 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (1 min.)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • “Munyengetero Wakaita Kuti Jehovha Achinje Pfungwa”: (10 min.)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (10 min.)

    • 2Mad 21:13—Zvinorevei kuti Jehovha akashandisa tambo yekururamisa kuyera Jerusarema? (it-2-E 240 ¶1)

    • Ndezvipi zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino zvine chekuita naJehovha, ushumiri kana kuti zvimwewo?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min.) 2Mad 21:1-15 (th chidzidzo 10)

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Paunoona Munhu Kekutanga: (3 min.) Tanga nenyaya iri mumharidzo yekuenzanisira. Paridzira munhu ambotanga asingadi kuparidzirwa. (th chidzidzo 4)

  • Paunodzokera: (4 min.) Tanga nenyaya iri mumharidzo yekuenzanisira. Udza munhu wacho nezvewebsite yedu uye musiyire kadhi rejw.org. (th chidzidzo 6)

  • Chidzidzo cheBhaibheri: (5 min.) lff chidzidzo 08 pfungwa 6 (th chidzidzo 19)

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 47

  • “Jehovha Anokoshesa Minyengetero Yedu”: (15 min.) Kukurukura nevateereri. Ratidzai vhidhiyo yakanzi Ndinorarama Neminyengetero.

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) lff chidzidzo 32 pfungwa 5-6 uye pfupiso, kudzokorora uye edza izvi

  • Mashoko Ekugumisa (3 min.)

  • Rwiyo 142 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe