RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb22 November p. 13
  • Fara Paunenge Uchitambudzwa

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Fara Paunenge Uchitambudzwa
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2022
  • Mashoko Akafanana
  • Unogona Kutsungirira Kana Vanhu Vachikutambudza
    Rarama Nekusingaperi Uchifara!—Kosi yeBhaibheri
  • Vanotambudzwa asi Vanofara
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2004
  • Usakanganwa Kunyengeterera vaKristu Vari Kutambudzwa
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2017)
  • VaRoma 12:12—“Farai Mutariro, Tsungirirai Pakutambudzika, Rambai Muchinyengetera”
    Kutsanangurwa Kwemavhesi
Ona Zvimwe
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2022
mwb22 November p. 13
Zvikamu zviri muvhidhiyo yakanzi “Tinogona Kufara Pasinei Nekutambudzwa.” Mapikicha: Konstantin Bazhenov ari mujeri. 1. Achiverenga Bhaibheri. 2. Achinyengetera. 3. Achiimba nziyo dzeUmambo.

KURARAMA KWECHIKRISTU

Fara Paunenge Uchitambudzwa

VaKristu vanoziva kuti vachatambudzwa. (Joh 15:20) Kunyange zvazvo kutambudzwa pane dzimwe nguva kuchirwadza uye kuchiita kuti tinetseke, kana tikatsungirira tichafara.—Mt 5:10-12; 1Pe 2:19, 20.

ONA VHIDHIYO YAKANZI TINOGONA KUFARA PASINEI NEKUTAMBUDZWA, WOZOPINDURA MIBVUNZO INOTEVERA:

Zvii zvawadzidza kubva kuna hama Bazhenov panyaya

  • yekuverenga Bhaibheri zuva rimwe nerimwe?

  • yekutsigirwa nehama nehanzvadzi?a

  • yekugara uchinyengetera?

  • yekuimba nziyo dzeUmambo?

  • yekuudzawo vamwe zvaunotenda?

a Tinogona kunyengeterera hama nehanzvadzi dziri mujeri tichitoita zvekutaura mazita avo. Asi hazviiti kuti hofisi yebazi itumire tsamba dzedu kwavari.

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe