RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb22 November p. 10
  • December 12-18

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • December 12-18
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2022
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2022
mwb22 November p. 10

December 12-18

2 MADZIMAMBO 16-17

  • Rwiyo 115 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (1 min.)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • “Mwoyo Murefu waJehovha Une Paunogumira”: (10 min.)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (10 min.)

    • 2Mad 17:29—‘VaSamariya’ vanotaurwa muvhesi iyi vaiva vanaani, uye shoko iri rakazoshandiswa kureva vanhu vapi? (jy chits. 19 p. 50; Bhokisi)

    • Ndezvipi zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino zvine chekuita naJehovha, ushumiri kana kuti zvimwewo?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min.) 2Mad 17:18-28 (th chidzidzo 5)

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Paunoona Munhu Kekutanga: (3 min.) Tanga nenyaya iri mumharidzo yekuenzanisira. Udza munhu wacho nezvewebsite yedu uye musiyire kadhi rejw.org. (th chidzidzo 4)

  • Paunodzokera: (4 min.) Tanga nenyaya iri mumharidzo yekuenzanisira. Ita seuri kumuratidza vhidhiyo inonzi Nei Uchifanira Kudzidza Bhaibheri? mokurukura zvirimo (asi usamuratidza vhidhiyo yacho). (th chidzidzo 20)

  • Chidzidzo cheBhaibheri: (5 min.) lff chidzidzo 08 pfungwa 5 (th chidzidzo 9)

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 3

  • “Iva Nechivimbo Chekuti Tichaponeswa Pachaparadzwa Nyika Ino”: (5 min.) Kukurukura nevateereri.

  • Zviri Kuitwa Nesangano: (10 min.) Ratidzai vhidhiyo yeZviri Kuitwa Nesangano yaDecember.

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) lff chidzidzo 31

  • Mashoko Ekugumisa (3 min.)

  • Rwiyo 74 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe