RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb22 November p. 8
  • December 5-11

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • December 5-11
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2022
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2022
mwb22 November p. 8

December 5-11

2 MADZIMAMBO 13-15

  • Rwiyo 127 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (1 min.)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • “Tinokomborerwa Chaizvo Kana Tikaita Zvinhu Nemwoyo Wese”: (10 min.)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (10 min.)

    • 2Mad 13:20, 21—Chishamiso ichi chinoratidza here kuti tinofanira kunamata zvinhu zvaimboshandiswa kare mune zvechitendero? (w05 8/1 11 ¶3)

    • Ndezvipi zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino zvine chekuita naJehovha, ushumiri kana kuti zvimwewo?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min.) 2Mad 13:20–14:7 (th chidzidzo 10)

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Paunoona Munhu Kekutanga: (2 min.) Tanga nenyaya iri mumharidzo yekuenzanisira. Mupe bhurocha raRarama Nekusingaperi Uchifara! (th chidzidzo 1)

  • Paunodzokera: (5 min.) Tanga chidzidzo cheBhaibheri uchishandisa chidzidzo 01 chebhurocha raRarama Nekusingaperi Uchifara! (th chidzidzo 20)

  • Hurukuro: (5 min.) km 8/03 1​—Musoro: Basa Rinozorodza. (th chidzidzo 11)

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 30

  • “Jehovha Anoyeuka Basa Ratakaita”: (10 min.) Kukurukura nevateereri. Ratidzai vhidhiyo yakanzi Jehovha Haakanganwi.

  • Zvemuungano Yenyu: (5 min.)

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) lff chidzidzo 30

  • Mashoko Ekugumisa (3 min.)

  • Rwiyo 151 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe