RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb22 November p. 6
  • Nei VaKristu Vachifanira Kuwedzera Basa Ravanoitira Jehovha?

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Nei VaKristu Vachifanira Kuwedzera Basa Ravanoitira Jehovha?
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2022
  • Mashoko Akafanana
  • Hanzvadzi Dzingawedzera Sei Basa Radzinoitira Jehovha?
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2021
  • Kuzadzisa Kwaungaita Zvinangwa Zvako Zvokunamata
    Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2006
  • “Murume Wake Munhu Anozivikanwa Pamagedhi Eguta”
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2016)
  • Iva Neunhu Hunodiwa naMwari—Kutenda
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2017)
Ona Zvimwe
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2022
mwb22 November p. 6

KURARAMA KWECHIKRISTU

Nei VaKristu Vachifanira Kuwedzera Basa Ravanoitira Jehovha?

Hama nehanzvadzi dzinoshanda nesimba kuti dzizadzise zvinangwa zvekunamata zvakadai sekupayona, kushanda paBheteri uye kubatsira pakuvaka Dzimba dzeUmambo. Uyewo hama dzinoshanda nesimba kuti dzive vatariri muungano. (1Ti 3:1) Izvi zvinoreva here kuti vaKristu vanofanira kuva nepfungwa yekuda chinzvimbo vachifunga kuti izvozvo zvichaita kuti vaonekwe sevanokosha?

ONA VHIDHIYO INONZI NEI TICHIFANIRA KUSHANDA NESIMBA KUTI TIWEDZERE BASA RATINOITIRA JEHOVHA? (1TI 3:1), WOZOPINDURA MIBVUNZO INOTEVERA:

Mavhesi anotevera anotibatsira sei kuona zvikonzero zvitatu zvinofanira kuita kuti tiwedzere basa ratinoitira Jehovha?

  • Mt 5:14-16

  • 1Ti 4:15

  • VaH 5:14–6:1

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe