RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb22 September p. 14
  • October 31–November 6

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • October 31–November 6
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2022
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2022
mwb22 September p. 14

October 31–November 6

2 MADZIMAMBO 3-4

  • Rwiyo 151 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (1 min.)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • “Simudza Mwanakomana Wako”: (10 min.)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (10 min.)

    • 2Mad 4:38—Ndivanaani vanogona kunge vaiva “vanakomana vevaprofita”? (it-2-E 697 ¶2)

    • Ndezvipi zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino zvine chekuita naJehovha, ushumiri kana kuti zvimwewo?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min.) 2Mad 3:1-12 (th chidzidzo 5)

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Paunoona Munhu Kekutanga: (3 min.) Shandisa nyaya iri mumharidzo yekuenzanisira. Paridzira munhu ambotanga asingadi kuparidzirwa. (th chidzidzo 17)

  • Paunodzokera: (4 min.) Tanga nenyaya iri mumharidzo yekuenzanisira. Ita seuri kumuratidza vhidhiyo inonzi Zvidzidzo zveBhaibheri Zvinoitwa Sei? (asi usamuratidza vhidhiyo yacho.) (th chidzidzo 20)

  • Hurukuro: (5 min.) w13 8/15 28-29—Musoro: Ungatevedzera Sei Kuzvininipisa kwaErisha Paunenge Uchiita Basa Dzvene? (th chidzidzo 15)

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 129

  • “Zvatingaita Takamirira Rumuko”: (15 min.) Kukurukura nevateereri. Ratidzai vhidhiyo inonzi Paunofirwa Nehama Yako.

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) lff chidzidzo 25

  • Mashoko Ekugumisa (3 min.)

  • Rwiyo 139 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe