RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb22 September p. 12
  • Muenzaniso Wakanaka Wekudzidzisa Vamwe Mabasa

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Muenzaniso Wakanaka Wekudzidzisa Vamwe Mabasa
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2022
  • Mashoko Akafanana
  • Mibvunzo Inobva Kuvaverengi
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2003
  • Erisha Akaona Ngoro Dzomoto​—⁠Unodzionawo Here?
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2013
  • Muenzaniso Wokuzvipira uye Wokuvimbika
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovah—1997
  • Vakuru Vanodzidzisa Sei Vamwe Kuita Mabasa Muungano?
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2015
Ona Zvimwe
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2022
mwb22 September p. 12
Erisha akatarisa Eriya paari kurova mvura yemuRwizi rwaJodhani nenguo yake yebasa ichibva yakamukana.

Erisha akatarisa Eriya paari kuita chishamiso

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

Muenzaniso Wakanaka Wekudzidzisa Vamwe Mabasa

[Ratidzai vhidhiyo inonzi Kusuma Bhuku ra2 Madzimambo.]

Eriya paaiita chishamiso, Erisha akanga akamutarisa (2Mad 2:8; w15 4/15 13 ¶15; ona mufananidzo uri pakavha)

Erisha akatevedzera zvaakadzidziswa (2Mad 2:13, 14; w15 4/15 13 ¶16)

Mukuru ari kubatsira imwe hama kugadzirira hurukuro. Mukuru akabata bhurocha ‘raKudzidzisa’.

Jehovha akapa vakuru basa rekudzidzisa vamwe muungano. (2Ti 2:2) Kana vakuru vachikudzidzisa, zvininipise, ratidza kuti wakavimbika uye unoda kudzidziswa.

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe