September 19-25
1 MADZIMAMBO 13-14
Rwiyo 21 Nemunyengetero
Mashoko Ekusuma (1 min.)
PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI
“Nei Tichifanira Kugutsikana Uye Kuva Nemwero?”: (10 min.)
Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (10 min.)
1Mad 14:13—Vhesi iyi inotidzidzisei nezvaJehovha? (w10 7/1 29 ¶5)
Ndezvipi zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino zvine chekuita naJehovha, ushumiri kana kuti zvimwewo?
Kuverenga Bhaibheri: (4 min.) 1Mad 13:1-10 (th chidzidzo 10)
SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI
Paunoona Munhu Kekutanga: (3 min.) Tanga nemharidzo yekuenzanisira yemushandirapamwe wekutanga zvidzidzo zveBhaibheri. Paridzira munhu ambotanga asingadi kuparidzirwa. (th chidzidzo 7)
Paunodzokera: (4 min.) Enderera mberi nechidzidzo cheBhaibheri chawakatanga pawakamuona kekutanga, muchishandisa chidzidzo 01 chebhurocha raRarama Nekusingaperi Uchifara! (th chidzidzo 9)
Chidzidzo cheBhaibheri: (5 min.) lff chidzidzo 07 pfungwa 5 (th chidzidzo 19)
KURARAMA KWECHIKRISTU
“Unokwanisa Kutsungirira Dambudziko Rekushaya Mari”: (15 min.) Kukurukura nevateereri. Ratidzai vhidhiyo yakanzi Vaka Imba Icharamba Yakamira—“Gutsikana Nezvinhu Zvinenge Zviripo.”
Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) lff chidzidzo 19 pfungwa 5-6 uye pfupiso, kudzokorora, uye edza izvi
Mashoko Ekugumisa (3 min.)
Rwiyo 56 Nemunyengetero