RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb22 July p. 10
  • August 8-14

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • August 8-14
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2022
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2022
mwb22 July p. 10

August 8-14

1 MADZIMAMBO 3-4

  • Rwiyo 88 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (1 min.)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • “Kukosha Kunoita Uchenjeri”: (10 min.)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (10 min.)

    • 1Mad 4:20—Mashoko ekuti ‘kuwanda sejecha riri pedyo negungwa’ anotiyeuchidzei? (Ge 22:17; w98 2/1 11 ¶15)

    • Ndezvipi zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino zvine chekuita naJehovha, ushumiri kana kuti zvimwewo?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min.) 1Mad 3:1-14 (th chidzidzo 5)

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Paunoona Munhu Kekutanga: (3 min.) Tanga nenyaya iri mumharidzo yekuenzanisira. Udza munhu wacho nezvezvidzidzo zveBhaibheri zvatinoitisa uye mupe kadhi rekosi yeBhaibheri. (th chidzidzo 1)

  • Paunodzokera: (4 min.) Tanga nenyaya iri mumharidzo yekuenzanisira wobva wapa munhu wacho bhurocha raRarama Nekusingaperi Uchifara! Ita seuri kumuratidza vhidhiyo inonzi Zvidzidzo zveBhaibheri Zvinoitwa Sei? (asi usamuratidza vhidhiyo yacho.) (th chidzidzo 3)

  • Chidzidzo cheBhaibheri: (5 min.) lff chidzidzo 06 pfungwa 4 (th chidzidzo 12)

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 127

  • Zvemuungano Yenyu: (10 min.)

  • Ronga Zvaunoda Kuzoita Mugore Rebasa Riri Kuuya—Ipa Nemwoyo Wese: (5 min.) Kukurukura nevateereri. Ratidzai vhidhiyo inonzi Pinda Suo Rebasa Uine Kutenda—“Isa Parutivi Chimwe Chinhu” Kuti Utsigire Basa raJehovha. Kana yapera bvunzai kuti: Mhuri iyi yakapa nemwoyo wese munzira dzipi?

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) lff chidzidzo 15 uye mamwe mashoko 2

  • Mashoko Ekugumisa (3 min.)

  • Rwiyo 14 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe