RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb22 July p. 6
  • July 18-24

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • July 18-24
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2022
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2022
mwb22 July p. 6

July 18-24

2 SAMUERI 22

  • Rwiyo 4 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (1 min.)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • “Vimba naJehovha Uye Achakubatsira”: (10 min.)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (10 min.)

    • 2Sa 22:36—Kuzvininipisa kwaJehovha kwakaita sei kuti Dhavhidhi ave mukuru? (w12 11/15 17 ¶7)

    • Ndezvipi zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino zvine chekuita naJehovha, ushumiri kana kuti zvimwewo?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min.) 2Sa 22:33-51 (th chidzidzo 10)

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Paunoona Munhu Kekutanga: (3 min.) Tanga nenyaya iri mumharidzo yekuenzanisira. Ipa saimba chimwe chezviri muBhokisi reMaturusi Ekudzidzisa. (th chidzidzo 1)

  • Paunodzokera: (4 min.) Tanga nenyaya iri mumharidzo yekuenzanisira wobva wapa munhu wacho bhurocha raRarama Nekusingaperi Uchifara! Ita seuri kumuratidza vhidhiyo inonzi Zvidzidzo zveBhaibheri Zvinoitwa Sei? (asi usamuratidza vhidhiyo yacho.) (th chidzidzo 3)

  • Hurukuro: (5 min.) w06 8/15 21 ¶7-8—Musoro: Satani Ndiye Anokonzera Njodzi Imwe Neimwe Inotiwira Here? (th chidzidzo 13)

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 12

  • Farira Mabasa aJehovha Ekuponesa: (5 min.) Kukurukura nevateereri. Ratidzai vateereri vhidhiyo iyi. Kana yapera, bvunzai kuti: Jehovha akabatsira sei mhuri yaHama Ganeshalingam panguva yehondo yakaitika muSri Lanka? Zvakaitika kwavari zvinosimbisa sei kutenda kwako?

  • Zvemuungano Yenyu: (10 min.)

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) lff chikamu 1 kudzokorora

  • Mashoko Ekugumisa (3 min.)

  • Rwiyo 60 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe