RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb22 March p. 14
  • April 25–May 1

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • April 25–May 1
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2022
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2022
mwb22 March p. 14

April 25–May 1

1 SAMUERI 25-26

  • Rwiyo 130 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (1 min.)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • “Unoita Zvinhu Usina Kufunga Here?”: (10 min.)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (10 min.)

    • 1Sa 25:18, 19—Nei tichiti Abhigairi akanga asiri kupandukira kodzero yemurume wake yekuva musoro? (ia 80 ¶16)

    • Ndezvipi zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino zvine chekuita naJehovha, ushumiri kana kuti zvimwewo?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min.) 1Sa 25:1-13 (th chidzidzo 2)

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • “Wedzera Mufaro Wako Muushumiri—Batsira Vadzidzi Vako veBhaibheri Kuti Vave Neushamwari Hwepedyo naJehovha”: (10 min.) Kukurukura nevateereri. Ratidzai vateereri vhidhiyo inonzi Batsira Vadzidzi Vako veBhaibheri Kuti Vave Neushamwari Hwepedyo naJehovha.

  • Chidzidzo cheBhaibheri: (5 min.) lff chidzidzo 04 pfungwa 4 (th chidzidzo 9)

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 126

  • Zvemuungano Yenyu: (15 min.)

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) lff chidzidzo 01

  • Mashoko Ekugumisa (3 min.)

  • Rwiyo  98 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe