RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb21 July p. 15
  • Zvatinodzidza Pamifananidzo Iri Murwiyo Rwakafemerwa

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Zvatinodzidza Pamifananidzo Iri Murwiyo Rwakafemerwa
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2021
  • Mashoko Akafanana
  • Tinogona Kushumira Jehovha
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2021
  • “Jehovha Mwari Wako Anodei Kwauri?”
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2021
  • Unoyeuka Here?
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha (Yekudzidza)—2020
  • “Makomborero Ese Aya . . . Haazobvi Pauri”
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2021
Ona Zvimwe
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2021
mwb21 July p. 15

Mozisi achidzidzisa vanhu vaMwari rwiyo runokudza Jehovha

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

Zvatinodzidza Pamifananidzo Iri Murwiyo Rwakafemerwa

Zvatinodzidzisa zvinogona kuita sedova (Dhe 32:2, 3; w20.06 10 ¶8-9; ona mufananidzo uri pakavha)

Jehovha iDombo (Dhe 32:4; w09 5/1 14 ¶4)

Jehovha anodzivirira vanhu vake sezvinoita gondo rinodzivirira manyana aro (Dhe 32:11, 12; w01 10/1 9 ¶7)

Mifananidzo: Mifananidzo inowanika muchitsauko 32 chaDheuteronomi. 1. Dova riri pamashizha euswa. 2. Dombo rakaita gomo. 3. Gondo riri kudzivirira manyana aro.

Ndekupi kwaungawana mifananidzo yakakodzera yekushandisa paunenge uchidzidzisa?

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe